Mateo 26:41 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)41 Rindai, munyeŋgetere, kuti murege kupinda mukuidzwa; mŋeya unoɗa hawo, asi nyama hainesimba. Ver CapítuloShona Bible 1949 revised 200241 Rindai, munyengetere, kuti murege kupinda mukuedzwa; mweya unoda hawo, asi nyama haina simba.” Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika41 Rindirai munamate kuti murege kupinda mukuedzwa. Mweya unoda zvawo asi nyama yaneta.” Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona41 Rindirai munamate kuti murege kupinda mukuedzwa. Mweya unoda zvawo asi nyama yaneta.” Ver CapítuloBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi41 Rindai uye munyengetere kuti murege kupinda mukuedzwa. Mweya unoda, asi muviri wakaneta.” Ver Capítulo |