La Biblia Online

- Anuncios -




Mateo 25:37 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

37 Ɀino ʋakarurama ʋacamupindura, ʋaciti: Ishe, takakuʋonai riniko munenzara, tikakupai cokudya? kana munenyota, tikakupai cokunwa?

Ver Capítulo Copiar

Shona Bible 1949 revised 2002

37 “Zvino vakarurama vachamupindura, vachiti, ‘Ishe, takakuonai riniko mune nzara, tikakupai chokudya? Kana mune nyota, tikakupai chokunwa?

Ver Capítulo Copiar

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

37 “Vakarurama vachamupindura vachiti, ‘Tenzi ndirini watakakuonai muine nzara tikakupai chokudya kana kuti muine nyota tikakupai chokunwa?

Ver Capítulo Copiar

Bhaibhiri Idzva rechiShona

37 “Vakarurama vachamupindura vachiti, ‘Tenzi ndirini watakakuonai muine nzara tikakupai chokudya kana kuti muine nyota tikakupai chokunwa?

Ver Capítulo Copiar

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

37 “Ipapo vakarurama vachamupindura vachiti, ‘Ishe, takakuonai riniko mune nzara tikakupai chokunwa?

Ver Capítulo Copiar




Mateo 25:37

Síguenos en:

Anuncios


Anuncios