La Biblia Online

- Anuncios -




Mateo 24:8 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

8 Asi ɀinhu iɀoɀi ɀicaʋa kutaŋga kwenhamo.

Ver Capítulo Copiar

Shona Bible 1949 revised 2002

8 “Asi zvinhu izvozvi zvichava kutanga kwenhamo.

Ver Capítulo Copiar

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

8 Iri rinenge riri romoromo chete ramatambudziko okusununguka.

Ver Capítulo Copiar

Bhaibhiri Idzva rechiShona

8 Iri rinenge riri romoromo chete ramatambudziko okusununguka.

Ver Capítulo Copiar

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

8 Asi zvose izvi mavambo okurwadziwa pakubereka.

Ver Capítulo Copiar




Mateo 24:8

Síguenos en:

Anuncios


Anuncios