Mateo 24:37 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)37 Sapamazuʋa aNoa, ndiɀo ɀicaita kuʋuya kwoMŋanakomana womunhu. Ver CapítuloShona Bible 1949 revised 200237 Sapamazuva aNoa, ndizvo zvichaita kuuya kwoMwanakomana womunhu. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika37 Sezvazvakanga zvakaita pamazuva aNowa, ndizvozvowo zvazvichaita pakuuya kwoMwanakomana womunhu. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona37 Sezvazvakanga zvakaita pamazuva aNowa, ndizvozvowo zvazvichaita pakuuya kwoMwanakomana womunhu. Ver CapítuloBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi37 Sezvazvakanga zvakaita pamazuva aNoa, ndizvo zvazvichaita pakuuya kwoMwanakomana woMunhu. Ver Capítulo |