La Biblia Online

- Anuncios -




Mateo 24:1 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

1 Ɀino Jesu wakaɓuɗa patembere, akati oenda, ʋadzidzi ʋake ʋakaʋuya kwaari kuzomuratidza dzimba dzetembere.

Ver Capítulo Copiar

Shona Bible 1949 revised 2002

1 Zvino Jesu akabuda mutemberi, akati oenda, vadzidzi vake vakauya kwaari kuzomuratidza dzimba dzetemberi.

Ver Capítulo Copiar

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

1 Jesu paakanga achibva muTemberi avakuenda, vadzidzi vake vakauya kwaari vachimunongedzera dzimba dzeTemberi.

Ver Capítulo Copiar

Bhaibhiri Idzva rechiShona

1 Jesu paakanga achibva muTemberi avakuenda, vadzidzi vake vakauya kwaari vachimunongedzera dzimba dzeTemberi.

Ver Capítulo Copiar

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

1 Jesu akabuda mutemberi, uye paakanga achifamba kudaro, vadzidzi vake vakaswedera kwaari vakamuratidza dzimba dzetemberi.

Ver Capítulo Copiar




Mateo 24:1

Síguenos en:

Anuncios


Anuncios