Mateo 23:36 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)36 Ɀirokwaɀo ndinoti kwamuri Iɀi ɀose ɀicaʋuya pamsoro porudzi urwu. Ver CapítuloShona Bible 1949 revised 200236 Zvirokwazvo ndinoti kwamuri, izvi zvose zvichauya pamusoro porudzi urwu. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika36 Zvirokwazvo ndinoti kwamuri, ‘Zvose izvi zvichawira chizvarwa chino ichochi.’ Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona36 Zvirokwazvo ndinoti kwamuri, ‘Zvose izvi zvichawira chizvarwa chino ichochi.’ Ver CapítuloBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi36 Ndinokuudzai chokwadi kuti zvose izvi zvichava pamusoro porudzi urwu. Ver Capítulo |