Mateo 23:16 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)16 Munenhamo, imi ʋatuŋgamiriri ʋakapofumara, munoti: Aninani unopika netembere, haɀina haɀo; asi aninani unopika nendarama yetembere, ndiye unemhoȿa. Ver CapítuloShona Bible 1949 revised 200216 “Mune nhamo, imi vatungamiriri vakapofumara, munoti, ‘Ani naani anopika netemberi, hazvina hazvo; asi ani naani anopika nendarama yetemberi, ndiye anemhosva.’ Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika16 Zvichakuwanai zvenyu, imi mapofu avatungamiri, munoti, ‘Kana munhu akapika neTemberi, hazvina mhosva, asi munhu akapika nendarama yomuTemberi anosungirwa kuchengeta chitsidzo chake.’ Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona16 Zvichakuwanai zvenyu, imi mapofu avatungamiri, munoti, ‘Kana munhu akapika neTemberi, hazvina mhosva, asi munhu akapika nendarama yomuTemberi anosungirwa kuchengeta chitsidzo chake.’ Ver CapítuloBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi16 “Mune nhamo imi vatungamiri mapofu! Imi munoti, ‘Kana munhu akapika netemberi, hazvina hazvo mhosva, asi kana munhu akapika negoridhe romutemberi anosungwa nemhiko yake.’ Ver Capítulo |