La Biblia Online

- Anuncios -




Mateo 23:14 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

14 [Munenhamo, imi ʋanyori naʋaFarise, ʋanyeŋgeri! Nokuti munoparadza dzimba dzecirikadzi muciita mano‐mano eminyeŋgetero mirefu; naiɀoɀo mucatoŋgerwa ɀakaipa nokupfuʋurisa.]

Ver Capítulo Copiar

Shona Bible 1949 revised 2002

14 Mune nhamo, imi vanyori navaFarisi, vanyengeri! Nokuti munoparadza dzimba dzechirikadzi muchiita minyengetero mirefu yemanomano; naizvozvo muchatongerwa zvakaipa nokupfuurisa.]

Ver Capítulo Copiar

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

14 Mune nhamo imi vadzidzisi vomurayiro nemi vaFarisi, vanyengeri! Munoparadza dzimba dzechirikadzi, uye munoita minyengetero mirefu kuti muonekwe. Naizvozvo muchatongwa zvakaomesesa.

Ver Capítulo Copiar




Mateo 23:14

Síguenos en:

Anuncios


Anuncios