La Biblia Online

- Anuncios -




Mateo 2:7 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

7 Ɀino Herode wakaɗana ʋacenjeri, ʋari ʋoga, akaʋabvunzisisa ŋguʋa yakaʋonekwa nyeredzi nayo,

Ver Capítulo Copiar

Shona Bible 1949 revised 2002

7 Zvino Herodhi akadana vachenjeri, vari voga, akavabvunzisisa nguva yakaonekwa nyeredzi navo,

Ver Capítulo Copiar

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

7 Herodhi akadaidza vangwaru vaya muchivande akanyatsovabvunzisisa kuti nyenyedzi yakaonekwa rinhi.

Ver Capítulo Copiar

Bhaibhiri Idzva rechiShona

7 Herodhi akadaidza vangwaru vaya muchivande akanyatsovabvunzisisa kuti nyenyedzi yakaonekwa rinhi.

Ver Capítulo Copiar

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

7 Ipapo Herodhi akadana Vachenjeri pakavanda akavabvunzisisa nguva chaiyo yainge yaonekwa nyeredzi.

Ver Capítulo Copiar




Mateo 2:7

Síguenos en:

Anuncios


Anuncios