Mateo 2:5 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)5 Ʋakati kwaari: PaBetrehema reJudea; nokuti ndiɀo ɀakanyorwa nomuprofita, ɀicinzi: Ver CapítuloShona Bible 1949 revised 20025 Vakati kwaari, “MuBheterehemu reJudhea; nokuti ndizvo zvakanyorwa nomuporofita, zvichinzi; Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika5 Vakamutaurira kuti, “MuBheterehemu yokuJudhea nokuti ndizvo zvakanyorwa nomuporofita zvichinzi, Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona5 Vakamutaurira kuti, “MuBheterehemu yokuJudhea nokuti ndizvo zvakanyorwa nomuporofita zvichinzi, Ver CapítuloBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi5 Vakapindura vachiti, “MuBheterehema reJudhea nokuti izvi ndizvo zvakanyorwa nomuprofita achiti: Ver Capítulo |