La Biblia Online

- Anuncios -




Mateo 2:4 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

4 Akakokera ʋaprista ʋakuru ʋose naʋanyori ʋaʋanhu, akaʋabvunza kuti Kristu ucaɓerekwepi.

Ver Capítulo Copiar

Shona Bible 1949 revised 2002

4 Akakokera vapristi vakuru vose navanyori pakati pevanhu, akavabvunza kuti, “Kristu uchaberekerwepi.”

Ver Capítulo Copiar

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

4 Akaunganidza vapristi vakuru vose nenyanzvi dzavanhu dzomutemo akavabvunzisisa kuti iye Kristu aizoberekererwa kupi.

Ver Capítulo Copiar

Bhaibhiri Idzva rechiShona

4 Akaunganidza vapristi vakuru vose nenyanzvi dzavanhu dzomutemo akavabvunzisisa kuti iye Kristu aizoberekererwa kupi.

Ver Capítulo Copiar

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

4 Kuzoti akokera pamwe chete vaprista navadzidzisi vomutemo, akavabvunza kwaizoberekerwa Kristu.

Ver Capítulo Copiar




Mateo 2:4

Síguenos en:

Anuncios


Anuncios