La Biblia Online

- Anuncios -




Mariko 6:4 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

4 Jesu akati kwaʋari: Muprofita haaŋgashaiwi kukudzwa, asi munyika yake, nokuhama dzake, nomumba make.

Ver Capítulo Copiar

Shona Bible 1949 revised 2002

4 Jesu akati kwavari, “Muporofita haangashayiwi kukudzwa, asi munyika yake, nokuhama dzake, nomumba make.”

Ver Capítulo Copiar

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

4 Jesu ndokuti kwavari, “Hakuna kwaasingaremekedzwi muporofita kusara kwomudunhu rokwake, nomukati mehama dzake nomukati mevemba yake.”

Ver Capítulo Copiar

Bhaibhiri Idzva rechiShona

4 Jesu ndokuti kwavari, “Hakuna kwaasingaremekedzwi muporofita kusara kwomudunhu rokwake, nomukati mehama dzake nomukati mevemba yake.”

Ver Capítulo Copiar

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

4 Jesu akati kwavari, “Muprofita haakudzwi muguta romunyika yokwake, pakati pehama dzake, nomumba make chete.”

Ver Capítulo Copiar




Mariko 6:4

Síguenos en:

Anuncios


Anuncios