Mariko 5:28 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)28 Nokuti wakati: Kana ndikaɓata ŋguʋo yake ɓedzi, ndicaponeswa. Ver CapítuloShona Bible 1949 revised 200228 Nokuti akati, “Kana ndikabata nguo yake bedzi, ndichaponeswa.” Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika28 nokuti aiti, “Kana ndikangobata kunyange hanzu dzake bedzi, ndichabva ndapora.” Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona28 nokuti aiti, “Kana ndikangobata kunyange hanzu dzake bedzi, ndichabva ndapora.” Ver CapítuloBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi28 nokuti akati mumwoyo make, “Kana ndikangobata nguo dzake, ndichaporeswa.” Ver Capítulo |