Mariko 4:5 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)5 Dzimŋe dzakawira parukaŋgarabge, padzakaŋga dzisinevu zhinji; dzikamera pakarepo, nokuti dzakaŋga dzisinevu rakadzika; Ver CapítuloShona Bible 1949 revised 20025 Dzimwe dzakawira parukangarabwe, padzakanga dzisina ivhu zhinji; dzikamera pakarepo, nokuti dzakanga dzisina ivhu rakadzika; Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika5 Dzimwe dzakandowira parukangarahwe padzakashaya ivhu rakadzika; dzakabva dzakurumidza kumera nokuti dzakanga dzisina ivhu rakadzika. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona5 Dzimwe dzakandowira parukangarahwe padzakashaya ivhu rakadzika; dzakabva dzakurumidza kumera nokuti dzakanga dzisina ivhu rakadzika. Ver CapítuloBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi5 Dzimwe dzakawira murukangarabwe, madzisina kuwana ivhu rakawanda. Dzakakurumidza kumera, nokuti ivhu rakanga riri shoma. Ver Capítulo |