Mariko 4:2 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)2 Akaʋadzidzisa ɀizhinji nemifananidzo, akati kwaʋari pakudzidzisa kwake: Ver CapítuloShona Bible 1949 revised 20022 Akavadzidzisa zvizhinji nemifananidzo, akati kwavari pakudzidzisa kwake, Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika2 Akavadzidzisa zvinhu zvakawanda nemienzaniso. Achinokuvadzidzisa kudaro akati kwavari, Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona2 Akavadzidzisa zvinhu zvakawanda nemienzaniso. Achinokuvadzidzisa kudaro akati kwavari, Ver CapítuloBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi2 Akavadzidzisa zvinhu zvizhinji nemifananidzo, uye mukudzidzisa kwake akati, Ver Capítulo |