Mariko 2:25 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)25 Akati kwaʋari: Hamuna‐kuraʋa here ɀakaitwa naDavidi, musi waakaŋga ashaiwa, aziya, iye naʋakaŋga ʋanaye? Ver CapítuloShona Bible 1949 revised 200225 Akati kwavari, “Hamuna kurava here zvakaitwa naDhavhidhi, musi waakanga ashaiwa zvokudya, aziya, iye navakanga vanaye? Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika25 Akavapindura achiti, “Hamuna kumboverenga here zvakaitwa naDhavhidhi, zviya zvaakanga asina chokudya, oziya nenzara iye navaiva naye, Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona25 Akavapindura achiti, “Hamuna kumboverenga here zvakaitwa naDhavhidhi, zviya zvaakanga asina chokudya, oziya nenzara iye navaiva naye, Ver CapítuloBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi25 Akapindura akati, “Hamuna kumboverenga here zvakaitwa naDhavhidhi navamwe vake pavakanga vashayiwa zvokudya uye vonzwa nzara? Ver Capítulo |