La Biblia Online

- Anuncios -




Mariko 2:20 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

20 Asi mazuʋa acaȿika, acazobviswa cikomba kwaʋari; ɀino neŋguʋa iyo ʋacaɀinyima ɀokudya.

Ver Capítulo Copiar

Shona Bible 1949 revised 2002

20 “Asi mazuva achasvika, achazobviswa muwani kwavari; zvino nenguva iyo vachazvinyima zvokudya.

Ver Capítulo Copiar

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

20 Asi mazuva achauya achabviswa muwani pavari, pazuva iroro ndipo pavachazotsanya.

Ver Capítulo Copiar

Bhaibhiri Idzva rechiShona

20 Asi mazuva achauya achabviswa muwani pavari, pazuva iroro ndipo pavachazotsanya.

Ver Capítulo Copiar

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

20 Asi nguva ichasvika ichabviswa chikomba kwavari, uye pazuva iroro vachatsanya.

Ver Capítulo Copiar




Mariko 2:20

Síguenos en:

Anuncios


Anuncios