Mariko 2:2 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)2 Ʋazhinji ʋakaʋuŋgana nokuɗaro ʋakashaiwa nɀimbo, kunyaŋge pamukoʋa; akaʋataurira shoko. Ver CapítuloShona Bible 1949 revised 20022 Vazhinji vakaungana nokudaro vakashaiwa nzvimbo, kunyange pamusuo; akavataurira shoko. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika2 Vanhu vazhinji vakaungana zvokuti pakanga pasisina kana nekanzvimbo kose kakasara, kunyange napamusuo pose; iye akanga achivaparidza shoko. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona2 Vanhu vazhinji vakaungana zvokuti pakanga pasisina kana nekanzvimbo kose kakasara, kunyange napamusuo pose; iye akanga achivaparidza shoko. Ver CapítuloBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi2 Saka vazhinji vakaungana zvokuti mumba makasara musisina nzvimbo kunyange kunze kwomukova, uye akaparidza shoko kwavari. Ver Capítulo |