Mariko 1:3 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)3 Inzwi rounoɗana murenje, Gadzirai nzira yaShe, Ruramisai migwagwa yake. Ver CapítuloShona Bible 1949 revised 20023 Izwi raanodana murenje, ‘Gadzirai nzira yaIshe, Ruramisai migwagwa yake.’ ” Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika3 Izwi reanodaidzira ari murenje, achiti, ‘Gadzirirai mugwagwa waTenzi, ruramisai nzira dzake.’ ” Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona3 Izwi reanodaidzira ari murenje, achiti, ‘Gadzirirai mugwagwa waTenzi, ruramisai nzira dzake.’ ” Ver CapítuloBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi3 “inzwi rounodana murenje, richiti, ‘Gadzirai nzira yaShe, ruramisai migwagwa yake.’ ” Ver Capítulo |