La Biblia Online

- Anuncios -




Maraki 4:3 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

3 Mucatsikira ʋakaipa pasi; nokuti ʋacaʋa maɗota pasi petsoka dzenyu, nezuʋa randicaita iɀoɀi — ndiɀo ɀinotaura Jehova wehondo.

Ver Capítulo Copiar

Shona Bible 1949 revised 2002

3 Muchatsikira vakaipa pasi; nokuti vachava madota pasi petsoka dzenyu, nezuva randichaita izvozvi ndizvo zvinotaura Jehovha wehondo.

Ver Capítulo Copiar

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

3 Izvozvo muchatsokodzera pasi vakaipa nokuti vachava madota zvawo pasi petsoka dzenyu pazuva racho randichaita zvandichaita. Ndizvo zviri kutaura Tenzi wehondo nehondo.

Ver Capítulo Copiar

Bhaibhiri Idzva rechiShona

3 Izvozvo muchatsokodzera pasi vakaipa nokuti vachava madota zvawo pasi petsoka dzenyu pazuva racho randichaita zvandichaita. Ndizvo zviri kutaura Tenzi wehondo nehondo.

Ver Capítulo Copiar

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

3 Ipapo muchatsikira pasi vakaipa; vachava madota pasi petsoka dzenyu pazuva iro pandichaita zvinhu izvi,” ndizvo zvinotaura Jehovha Wamasimba Ose.

Ver Capítulo Copiar




Maraki 4:3

Síguenos en:

Anuncios


Anuncios