Mapisarema 95:9 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)9 Paŋguʋa yandakaidzwa namadziɓaɓa enyu, Ʋakandiidza, ʋakaʋona ɀandakaita. Ver CapítuloShona Bible 1949 revised 20029 Panguva yandakaidzwa namadzibaba enyu, Vakandiidza, vakaona zvandakaita. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika9 madzibaba enyu paakandiedza, vakatsvaka kuona zvandiri, kunyange vakanga vaona mabasa angu. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona9 madzibaba enyu paakandiedza, vakatsvaka kuona zvandiri, kunyange vakanga vaona mabasa angu. Ver CapítuloBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi9 pandakaedzwa namadzibaba enyu kunyange vakanga vaona zvandakanga ndaita. Ver Capítulo |