La Biblia Online

- Anuncios -




Mapisarema 93:1 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

1 Jehova unoɓata ʋushe; wakafuka ʋumambo; Jehova wakafuka simba, wakaɀisuŋga ciʋuno naro; Nyika ʋo yakateyiwa, haiŋgazunuŋguswi.

Ver Capítulo Copiar

Shona Bible 1949 revised 2002

1 Jehovha anobata ushe; akafuka umambo; Jehovha akafuka simba, akazvisunga chiuno naro; Nyikawo yakateyiwa, haingazununguswi.

Ver Capítulo Copiar

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

1 TENZI anotonga akapfeka ukuru-ukuru, TENZI akapfeka akasunga simba muchiuno. Nyika yakanyatsoti dzii kumira, haimbofa yakazunguzwa.

Ver Capítulo Copiar

Bhaibhiri Idzva rechiShona

1 TENZI anotonga akapfeka ukuru-ukuru, TENZI akapfeka akasunga simba muchiuno. Nyika yakanyatsoti dzii kumira, haimbofa yakazunguzwa.

Ver Capítulo Copiar

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

1 Jehovha anobata ushe, akashongedzwa noumambo; Jehovha akashongedzwa noumambo uye akafukidzwa nesimba. Nyika yakateyiwa zvakasimba; haingazungunuswi.

Ver Capítulo Copiar




Mapisarema 93:1

Síguenos en:

Anuncios


Anuncios