Mapisarema 92:10 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)10 Asi runyaŋga rwaŋgu makarusimudza sorunyaŋga rwenyati; Ndakazodzwa namafuta matȿa. Ver CapítuloShona Bible 1949 revised 200210 Asi runyanga rwangu makarusimudza sorunyanga rwenyati; Ndakazodzwa namafuta matsva. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika10 Asi imi makandisimbaradza senyanga yenyati, makandizodza namafuta mutsva. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona10 Asi imi makandisimbaradza senyanga yenyati, makandizodza namafuta mutsva. Ver CapítuloBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi10 Makasimudzira runyanga rwangu sorwenyati; mafuta akaisvonaka akadururirwa pamusoro pangu. Ver Capítulo |