Mapisarema 91:8 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)8 Ucaŋgoɀitarira hako nameso ako, Ukaʋona muɓayiro waʋakaipa. Ver CapítuloShona Bible 1949 revised 20028 Uchangozvitarira hako nameso ako, Ukaona mubayiro wavakaipa. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika8 Uchangozvitarisawo nameso kuti uone mubayiro wavakaipa. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona8 Uchangozvitarisawo nameso kuti uone mubayiro wavakaipa. Ver CapítuloBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi8 Uchangozviona nameso ako chete, uye uchaona kurangwa kwavakaipa. Ver Capítulo |