La Biblia Online

- Anuncios -




Mapisarema 89:9 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

9 Ndimi munoɓata kuɀikudza kweguŋgwa; Kana mafuŋgu aro acisimuka, ndimi munoanyaradza.

Ver Capítulo Copiar

Shona Bible 1949 revised 2002

9 Ndimi munobata kuzvikudza kwegungwa; Kana mafungu aro achisimuka, ndimi munoanyaradza.

Ver Capítulo Copiar

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

9 Imi munotonga kusimuka kwamasaisai, kana osimuka munoanyaradza.

Ver Capítulo Copiar

Bhaibhiri Idzva rechiShona

9 Imi munotonga kusimuka kwamasaisai, kana osimuka munoanyaradza.

Ver Capítulo Copiar

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

9 Munotonga pamusoro pokusunda kwegungwa; mafungu aro paanosimuka, munoanyaradza.

Ver Capítulo Copiar




Mapisarema 89:9

Síguenos en:

Anuncios


Anuncios