La Biblia Online

- Anuncios -




Mapisarema 89:47 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

47 Haiwa, raŋgarirai kuti ŋguʋa yaŋgu ifupi kwaɀo; Kuti makasikira ʋana ʋaʋanhu ʋose ɀinhu ɀisinamaturo kwaɀo!

Ver Capítulo Copiar

Shona Bible 1949 revised 2002

47 Haiwa, rangarirai kuti nguva yangu ipfupi kwazvo; Kuti makasikira vana vavanhu vose zvinhu zvisina maturo kwazvo!

Ver Capítulo Copiar

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

47 Yeukai kupfupika kwakaita upenyu hwangu chamakasikira munhu unobva wachishaya.

Ver Capítulo Copiar

Bhaibhiri Idzva rechiShona

47 Yeukai kupfupika kwakaita upenyu hwangu chamakasikira munhu unobva wachishaya.

Ver Capítulo Copiar

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

47 Rangarirai kuti upenyu hwangu hunopfuura sei. Nokuti makasikira vanhu vose zvisina maturo!

Ver Capítulo Copiar




Mapisarema 89:47

Síguenos en:

Anuncios


Anuncios