Mapisarema 89:43 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)43 Ɀirokwaɀo, munodzosa munondo wake unopinza, Hamuna‐kumusimbisa pakurwa. Ver CapítuloShona Bible 1949 revised 200243 Zvirokwazvo, munodzosa munondo wake unopinza, Hamuna kumusimbisa pakurwa. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika43 Makamininutsa bakatwa rake mukaita kuti akurirwe muhondo. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona43 Makamininutsa bakatwa rake mukaita kuti akurirwe muhondo. Ver CapítuloBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi43 Makadzosera shure munondo wake unopinza, uye hamuna kumutsigira pakurwa. Ver Capítulo |