La Biblia Online

- Anuncios -




Mapisarema 89:33 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

33 Asi handiŋgamutoreri ʋunyoro bgaŋgu cose, Kana kutendera kutendeka kwaŋgu kuitiswa nhema.

Ver Capítulo Copiar

Shona Bible 1949 revised 2002

33 Asi handingamutoreri unyoro hwangu chose, Kana kutendera kutendeka kwangu kuitiswa nhema.

Ver Capítulo Copiar

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

33 Asi handiregi kuva nemwoyochena kana kusava ndakatendeka kwavari.

Ver Capítulo Copiar

Bhaibhiri Idzva rechiShona

33 Asi handiregi kuva nemwoyochena kana kusava ndakatendeka kwavari.

Ver Capítulo Copiar

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

33 asi handizobvisi rudo rwangu kwavari, kana kuzombopandukira kutendeka kwangu.

Ver Capítulo Copiar




Mapisarema 89:33

Síguenos en:

Anuncios


Anuncios