La Biblia Online

- Anuncios -




Mapisarema 89:22 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

22 Muʋeŋgi haaŋgamumanikidzi; Mŋanakomana weɀakaipa haaŋgamutambudzi.

Ver Capítulo Copiar

Shona Bible 1949 revised 2002

22 Muvengi haangamumanikidzi; Mwanakomana wezvakaipa haangamutambudzi.

Ver Capítulo Copiar

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

22 Hapana muvengi achamukunda, vakaipa havachazomukurira.

Ver Capítulo Copiar

Bhaibhiri Idzva rechiShona

22 Hapana muvengi achamukunda, vakaipa havachazomukurira.

Ver Capítulo Copiar

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

22 Hakuna muvengi achamuripisa mutero; hakuna munhu akaipa achamudzvinyirira.

Ver Capítulo Copiar




Mapisarema 89:22

Síguenos en:

Anuncios


Anuncios