Mapisarema 89:20 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)20 Ndakawana Davidi muranda waŋgu; Ndakamuzodza namafuta aŋgu matȿene; Ver CapítuloShona Bible 1949 revised 200220 Ndakawana Dhavhidhi muranda wangu; Ndakamuzodza namafuta angu matsvene; Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika20 Wandakawana wacho ndiDhavhidhi, muranda wangu. Ndakamuzodza namafuta angu anoera, Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona20 Wandakawana wacho ndiDhavhidhi, muranda wangu. Ndakamuzodza namafuta angu anoera, Ver CapítuloBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi20 Ndakawana Dhavhidhi muranda wangu; ndakamuzodza namafuta matsvene. Ver Capítulo |