Mapisarema 89:2 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)2 Nokuti ndakati: Ŋgoni dzicaʋakwa nokusiŋgaperi; Mucasimbisa kutendeka kwenyu mukuɗeŋga‐ɗeŋga mumene. Ver CapítuloShona Bible 1949 revised 20022 Nokuti ndakati, “Ngoni dzichavakwa nokusingaperi, Muchasimbisa kutendeka kwenyu mukudenga-denga mumene. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika2 Nokuti mwoyochena wenyu uripo nokusingaperi. Kutendeka kwenyu kwakasimba samatenga. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona2 Nokuti mwoyochena wenyu uripo nokusingaperi. Kutendeka kwenyu kwakasimba samatenga. Ver CapítuloBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi2 Ndichaparidza kuti rudo rwenyu runomira rwakasimba nokusingaperi, uye kuti muchasimbisa kutendeka kwenyu kudenga chaiko. Ver Capítulo |