Mapisarema 88:5 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)5 Ndakarashirwa pakati paʋakafa, Saʋakaʋurawa ʋaʋete mubgiro, Ʋamusati mucaraŋgarira; Ʋakagurwa paruʋoko rwenyu. Ver CapítuloShona Bible 1949 revised 20025 Ndakarashirwa pakati pavakafa, Savakaurawa vavete mubwiro, Vamusati mucharangarira; Vakagurwa paruoko rwenyu. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika5 somunhu akaraswa pakati pezvitunha savakafa varere muguva; savaya vamusisayeuki zvenyu nokuti havachisiri mumaoko menyu. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona5 somunhu akaraswa pakati pezvitunha savakafa varere muguva; savaya vamusisayeuki zvenyu nokuti havachisiri mumaoko menyu. Ver CapítuloBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi5 Ndakatsaurwa pamwe chete navakafa, savakaurayiwa vavete muguva, vamusingacharangaririzve, vakagurwa kubva pakuchengeta kwenyu. Ver Capítulo |