La Biblia Online

- Anuncios -




Mapisarema 88:3 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

3 Nokuti mŋeya waŋgu uzere namaɗambudziko, Ʋupenyu bgaŋgu bgosweɗera kuSheori.

Ver Capítulo Copiar

Shona Bible 1949 revised 2002

3 Nokuti mweya wangu uzere namadambudziko, Upenyu hwangu hwoswedera kuSheori.

Ver Capítulo Copiar

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

3 nokuti ndiri kutambura zvikuru ndavakutosvika kunzvimbo yavakafa.

Ver Capítulo Copiar

Bhaibhiri Idzva rechiShona

3 nokuti ndiri kutambura zvikuru ndavakutosvika kunzvimbo yavakafa.

Ver Capítulo Copiar

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

3 Nokuti mweya wangu uzere nokutambudzika, uye upenyu hwangu hwaswedera pedyo neguva.

Ver Capítulo Copiar




Mapisarema 88:3

Síguenos en:

Anuncios


Anuncios