Mapisarema 88:15 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)15 Kubva paʋuɗuku bgaŋgu ndakaŋga ndicitambudzwa ndicirwiso‐fa; Kana ndicityiswa nemi ndinoshaiwa mano. Ver CapítuloShona Bible 1949 revised 200215 Kubva pauduku hwangu ndakanga ndichitambudzwa ndichirwisofa; Kana ndichityiswa nemi ndinoshaiwa mano. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika15 Ndinotambura zvokunge ndichafa kubva pauduku hwangu. Ndinorwadziwa ini nezvamunoita zvinotyisa zvandishaisa zano. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona15 Ndinotambura zvokunge ndichafa kubva pauduku hwangu. Ndinorwadziwa ini nezvamunoita zvinotyisa zvandishaisa zano. Ver CapítuloBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi15 Kubvira pauduku hwangu, ndakatambudzika zvokutosvika pedyo norufu; ndatambudzika nokutyisa kwenyu uye handisisina tariro. Ver Capítulo |