Mapisarema 87:6 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)6 Jehova ucaʋereŋga, pakunyora kwake ndudzi, aciti: Munhu uyu wakaɀarirwa’ko. Ver CapítuloShona Bible 1949 revised 20026 Jehovha achaverenga, pakunyora kwake ndudzi, achiti, “Munhu uyu akazvarirwako.” Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika6 TENZI anonyora mubhuku ravanhu achitoti nyika iyi neiyi yakaberekwa imomo. Dzepfunde. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona6 TENZI anonyora mubhuku ravanhu achitoti nyika iyi neiyi yakaberekwa imomo. Dzepfunde. Ver CapítuloBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi6 Jehovha achanyora panonyorwa mazita amarudzi, kuti, “Uyu akaberekerwa muZioni.” Sera Ver Capítulo |