Mapisarema 86:8 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)8 Hapana‐wakafanana nemi pakati paʋamŋari, Ishe, Ʋuye hapana‐maɓasa akafanana namaɓasa enyu. Ver CapítuloShona Bible 1949 revised 20028 Hapana akafanana nemi pakati pavamwari, Ishe, Uye hapana mabasa akafanana namabasa enyu. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika8 Hapana akaita semi, TENZI pakati pavamwari, kana mabasa akaita seenyu. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona8 Hapana akaita semi, TENZI pakati pavamwari, kana mabasa akaita seenyu. Ver CapítuloBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi8 Haiwa Ishe, hakuna akafanana nemi pakati pavamwari; hakuna mabasa akaita seenyu. Ver Capítulo |