La Biblia Online

- Anuncios -




Mapisarema 83:1 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

1 Haiwa Jehova, regai kuramba munyerere; Regai kuramba musiŋgatauri, musanyarara Mŋari.

Ver Capítulo Copiar

Shona Bible 1949 revised 2002

1 Haiwa Jehovha, regai kuramba munyerere; Regai kuramba musingatauri, musanyarara Mwari.

Ver Capítulo Copiar

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

1 Mwari regai kunyarara, regai kungoti zii-i kudaro, Mwari kana kuramba makangoti zirikiti kunyarara.

Ver Capítulo Copiar

Bhaibhiri Idzva rechiShona

1 Mwari regai kunyarara, regai kungoti zii-i kudaro, Mwari kana kuramba makangoti zirikiti kunyarara.

Ver Capítulo Copiar

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

1 Haiwa Mwari, regai kunyarara; musanyarara, imi Mwari, musati mwiro.

Ver Capítulo Copiar




Mapisarema 83:1

Síguenos en:

Anuncios


Anuncios