La Biblia Online

- Anuncios -




Mapisarema 82:3 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

3 Toŋgerai mhaka dzaʋarombo nenherera; Ruramisirai ʋanotambudzika naʋanoshaiwa cose.

Ver Capítulo Copiar

Shona Bible 1949 revised 2002

3 Tongerai mhaka dzavarombo nenherera; Ruramisirai vanotambudzika navanoshaiwa chose.

Ver Capítulo Copiar

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

3 “Miririrai varombo nenherera, itai zvine ruenzaniso kunavatamburi navasina chavanacho.

Ver Capítulo Copiar

Bhaibhiri Idzva rechiShona

3 “Miririrai varombo nenherera, itai zvine ruenzaniso kunavatamburi navasina chavanacho.

Ver Capítulo Copiar

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

3 Tongai mhaka dzavasina simba nenherera; chengetedzai kodzero dzavarombo navakadzvinyirirwa.

Ver Capítulo Copiar




Mapisarema 82:3

Síguenos en:

Anuncios


Anuncios