Mapisarema 79:2 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)2 Ɀitunha ɀaʋaranda ʋenyu ʋakaɀipa shiri dzokuɗeŋga ɀiʋe ɀokudya ɀadzo. Ʋuye nyama yaʋatȿene ʋenyu ʋakaipa ɀikara ɀapasi. Ver CapítuloShona Bible 1949 revised 20022 Zvitunha zvavaranda venyu vakazvipa shiri dzokudenga zvive zvokudya zvadzo. Uye nyama yavatsvene venyu vakaipa zvikara zvapasi. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika2 Vakapa zvitunha zvavaranda venyu kushiri dzedenga kuti dzidye zvadzo uye nyama yavarurami venyu kuzvikara zvenyika. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona2 Vakapa zvitunha zvavaranda venyu kushiri dzedenga kuti dzidye zvadzo uye nyama yavarurami venyu kuzvikara zvenyika. Ver CapítuloBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi2 Vakapa mitumbi yavaranda venyu sezvokudya zveshiri dzedenga, nyama yavatsvene venyu kuzvikara zvenyika. Ver Capítulo |