La Biblia Online

- Anuncios -




Mapisarema 78:7 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

7 Kuti tariro yaʋo iʋe kunaMŋari, Ʋarege kukaŋganwa maɓasa aMŋari, Asi ʋaceŋgete mirairo yake;

Ver Capítulo Copiar

Shona Bible 1949 revised 2002

7 Kuti tariro yavo ive kuna Mwari, Varege kukanganwa mabasa aMwari, Asi vachengete mirairo yake;

Ver Capítulo Copiar

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

7 kuti vaise chivimbo chavo muna Mwari varege kukanganwa mabasa aMwari, asi kuti vachengete mitemo yake

Ver Capítulo Copiar

Bhaibhiri Idzva rechiShona

7 kuti vaise chivimbo chavo muna Mwari varege kukanganwa mabasa aMwari, asi kuti vachengete mitemo yake

Ver Capítulo Copiar

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

7 Ipapo vachavimba naMwari wavo uye havangazokanganwi mabasa ake asi vachazochengeta mirayiro yake.

Ver Capítulo Copiar




Mapisarema 78:7

Síguenos en:

Anuncios


Anuncios