Mapisarema 7:14 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)14 Tarira, unotambudzika pakuɓereka ɀakaipa; Ɀirokwaɀo, wakaʋa nemimba yeɀakashata, akaɓereka nhema. Ver CapítuloShona Bible 1949 revised 200214 Tarira, anotambudzika pakubereka zvakaipa; Zvirokwazvo, akava nemimba yezvakashata, akabereka nhema. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika14 Wakaipa anofunga zvakaipa agoti shutu kuzara nomusikanzwa ozoburitsa nhema. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona14 Wakaipa anofunga zvakaipa agoti shutu kuzara nomusikanzwa ozoburitsa nhema. Ver CapítuloBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi14 Iye ane mimba yezvakaipa akatakura mimba yokutambudzika achabereka nhema. Ver Capítulo |