Mapisarema 6:1 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)1 Haiwa Jehova, regai kundiraira pakutsamŋa kwenyu, Musandiroʋa nokusafara kwenyu kukuru. Ver CapítuloShona Bible 1949 revised 20021 Haiwa Jehovha, regai kundiraira pakutsamwa kwenyu, Musandirova nokusafara kwenyu kukuru. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika1 TENZI musanditsiure muine hasha, kana kundiranga makashatirwa. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona1 TENZI musanditsiure muine hasha, kana kundiranga makashatirwa. Ver CapítuloBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi1 Haiwa Jehovha, regai kundirayira mukutsamwa kwenyu, kana kundiranga muhasha dzenyu. Ver Capítulo |