Mapisarema 4:7 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)7 Makaisa mufaro mumŋoyo maŋgu, Unopfuʋura waʋanhu kana ɀiyo ɀaʋo newaini yaʋo ɀawanzwa. Ver CapítuloShona Bible 1949 revised 20027 Makaisa mufaro mumwoyo mangu, Unopfuura wavanhu kana zviyo zvavo newaini yavo zvawanzwa. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika7 Makaisa rufaro mumwoyo mangu kupinda vanhu kana vawana matutu matutu embeswanwa nebvachapfacha rewaini. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona7 Makaisa rufaro mumwoyo mangu kupinda vanhu kana vawana matutu matutu embeswanwa nebvachapfacha rewaini. Ver CapítuloBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi7 Makazadza mwoyo wangu nomufaro mukuru kupfuura zviyo zvavo newaini yavo itsva yakawanda. Ver Capítulo |