La Biblia Online

- Anuncios -




Mapisarema 2:1 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

1 Ndudzi dzinoitireiko ɓope, Naʋanhu ʋanofuŋgireiko ɀisinamaturo?

Ver Capítulo Copiar

Shona Bible 1949 revised 2002

1 Ndudzi dzinoitireiko bope, Navanhu vanofungireiko zvisina maturo?

Ver Capítulo Copiar

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

1 Ko ivo vechirudzi, vanodirei kuti ungaunga, vachiita bope marudzi avanhu achidai kuita bangano risina maturo.

Ver Capítulo Copiar

Bhaibhiri Idzva rechiShona

1 Ko ivo vechirudzi, vanodirei kuti ungaunga, vachiita bope marudzi avanhu achidai kuita bangano risina maturo.

Ver Capítulo Copiar

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

1 Ndudzi dzinoitireiko bope? Uye vanhu vanofungireiko zvisina maturo?

Ver Capítulo Copiar




Mapisarema 2:1

Síguenos en:

Anuncios


Anuncios