Johane 9:9 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)9 Ʋamŋe ʋakati: Ndiye; ʋamŋe ʋakati: Kwete, asi wakatodzana naye. Iye akati: Ndini. Ver CapítuloShona Bible 1949 revised 20029 Vamwe vakati, “Ndiye;” vamwe vakati, “Kwete, asi akatodzana naye.” Iye akati, “Ndini.” Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika9 Vamwe vakati, “Ndiye.” Vamwewo vakati, “Kwete akangofanana naye.” Asi iye akati, “Ndini.” Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona9 Vamwe vakati, “Ndiye.” Vamwewo vakati, “Kwete akangofanana naye.” Asi iye akati, “Ndini.” Ver CapítuloBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi9 Vamwe vakati, “Ndiye.” Vamwe vakati, “Kwete, anenge akangofanana naye chete.” Asi iye pachake akaramba achiti, “Ndini iye.” Ver Capítulo |