Johane 9:37 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)37 Jesu akati kwaari: Wamuʋona, ʋuye, ndiye unotaura newe. Ver CapítuloShona Bible 1949 revised 200237 Jesu akati kwaari, “Wamuona, uye, ndiye unotaura newe.” Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika37 Jesu akamuti, “Wamuona, ndini iye uno ari kutaura kwauri.” Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona37 Jesu akamuti, “Wamuona, ndini iye uno ari kutaura kwauri.” Ver CapítuloBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi37 Jesu akati, “Wamuona zvino; uye ndiye ari kutaura newe.” Ver Capítulo |