La Biblia Online

- Anuncios -




Johane 9:33 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

33 Ƌai uyu asati ari waMŋari, haazaigona kuita cinhu.

Ver Capítulo Copiar

Shona Bible 1949 revised 2002

33 Dai uyu asati ari waMwari, haasaigona kuita chinhu.”

Ver Capítulo Copiar

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

33 Dai munhu uyu anga asingabvi kuna Mwari hapana chaaikwanisa kuita.”

Ver Capítulo Copiar

Bhaibhiri Idzva rechiShona

33 Dai munhu uyu anga asingabvi kuna Mwari hapana chaaikwanisa kuita.”

Ver Capítulo Copiar

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

33 Dai murume uyu asina kubva kuna Mwari, haaigona kuita chinhu.”

Ver Capítulo Copiar




Johane 9:33

Síguenos en:

Anuncios


Anuncios