La Biblia Online

- Anuncios -




Johane 9:32 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

32 Kubvira pakutaŋga hakunakumbonzwika, kuti mumŋe wakaȿinudza meso omunhu, wakaɓerekwa riri ɓofu.

Ver Capítulo Copiar

Shona Bible 1949 revised 2002

32 Kubvira pakutanga hakuna kumbonzwika, kuti mumwe akasvinudza meso omunhu, akaberekwa riri bofu.

Ver Capítulo Copiar

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

32 Kubvira pakutanga kwapasi, hakuna kumbonzwika kuti pane akambozarura maziso omunhu akazvarwa ari bofu.

Ver Capítulo Copiar

Bhaibhiri Idzva rechiShona

32 Kubvira pakutanga kwapasi, hakuna kumbonzwika kuti pane akambozarura maziso omunhu akazvarwa ari bofu.

Ver Capítulo Copiar

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

32 Hakuna munhu akatombonzwa nezvokusvinudzwa kwameso omunhu akaberekwa ari bofu.

Ver Capítulo Copiar




Johane 9:32

Síguenos en:

Anuncios


Anuncios