Johane 9:18 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)18 Naiɀoɀo ʋaJuda haʋana‐kutenda pamsoro pake, kuti wakaŋga ari ɓofu, akazoʋona, kuȿikira ʋaɗana ʋaɓereki ʋowakaʋoneswa, Ver CapítuloShona Bible 1949 revised 200218 Naizvozvo vaJudha havana kutenda pamusoro pake, kuti akanga ari bofu, akazoona, kusvikira vadana vabereki vowakaoneswa, Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika18 VaJudha havana kudavira kuti akambenge ari bofu. Uye kuti akanga asvinudzwa maziso kusvikira vatodaidza vabereki vomunhu uya akanga asvinudzwa maziso. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona18 VaJudha havana kudavira kuti akambenge ari bofu. Uye kuti akanga asvinudzwa maziso kusvikira vatodaidza vabereki vomunhu uya akanga asvinudzwa maziso. Ver CapítuloBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi18 Kunyange zvakadaro, vaJudha havana kubvuma kuti akanga ari bofu uye kuti akanga asvinudzwa meso ake, kusvikira vadana vabereki vake. Ver Capítulo |