Johane 9:1 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)1 Wakati acipfuʋura, akaʋona munhu wakaŋga ari ɓofu kubva pakuɓerekwa kwake. Ver CapítuloShona Bible 1949 revised 20021 Akati achipfuura, akaona munhu akanga ari bofu kubva pakuberekwa kwake. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika1 Jesu paakanga achipfuura zvake akaona munhu akaberekwa ari bofu. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona1 Jesu paakanga achipfuura zvake akaona munhu akaberekwa ari bofu. Ver CapítuloBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi1 Akati achifamba, akaona murume akanga aberekwa ari bofu. Ver Capítulo |